KwaunobvaDuramazwiNnzurupesi

Duramazwi · zita

nzurupesi

nzvirumombe

Zvinoreva

Nzurupesi muchero mudiki zvishoma, unoita tumashizha tudiki mberi kwawo uye mhodzi mbiri, nemunyepfu wakawanda, unotsvukuruka pakuibva.

1

Uyu muti unokura zviri pakati nepakati unowanzowanikwa mumakomo unobereka nzurupesi.

Nzurupesi muchero mudiki zvishoma, unoita tumashizha tudiki mberi kwawo uye mhodzi mbiri, nemunyepfu wakawanda, unotsvukuruka pakuibva.

Zvakafanana

nzvirumombe

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzuwaira

Kana uchinzuwaira unenge uchifamba uchiita nhanho diki nekufambisa-fambisa mapipito.

Verenga

Swipe for the next word