KwaunobvaDuramazwiNnzunzutira

Duramazwi

nzunzutira

-nzonzota

Zvinoreva

Kunzunzutira kumhanya zvishoma nezvishoma, sezvinoita vanhu vanomhanya kuti miviri yavo igare yakagwinya.

1

Zvakafanana

-nzonzota

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzurivuri

Nzurivuri kaburi kadikidiki kanenge kari pamudziyo wekushandisa wakaita sepoto.

Verenga

Swipe for the next word