Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchinzonzota matavi emuti unenge uchiabvisa mashizha.
Kana uchinzonzota unenge uchimhanya zvishoma nezvishoma, sezvinoita vanhu vanomhanya mazuva ose kuti miviri yavo isimbe.

Zvine chekuita
-puzura · -nzonzotera
Zvakafanana
-nzonzotera · -nzunzutira
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nzoore
Nzoore rudzi rwenyoka inowanzowanikwa pedyo nenzizi.
VerengaSwipe for the next word