Duramazwi
furura
farura-funura
Duramazwi
Kufurura kubvisa mashizha pamuguri wechibage.
Kufurura kubvisa mashizha pamuguri wechibage.
Kuti svudugu kufurura nokumenya muguri wechibage kubva pana amai vacho nokukasika.
Rurebvu zvitambo zvinenge ndebvu, zvinobuda kumuromo wemuguri wechibage pakufurura kwacho.
Kana muchifurura manhanga munenge mava kubvisa mashizha anga akaavharira muhari pamanga muchiri kuabika.
Kana muchifurura manhanga munenge mava kubvisa mashizha anga akaavharira muhari pamanga muchiri kuabika.
farura · -funura
Duramazwi
01 / 03furusa
Kufurusa vanhu kuvakanganisa magariro avo, kana kuti zvavanga vachifunga kana kuti vachida kuita.
VerengaSwipe for the next word