Duramazwi
kuruza
-fena
Duramazwi
1 Kukuruza mashizha kuabvisa pamuti kuti unyatsokura.
1 Kukuruza mashizha kuabvisa pamuti kuti unyatsokura.
Kuruza kurasikirwa nechawanga unacho icho chaikubatsira zvikuru.
2 Kukuruza konji kuitswanya kana kupara, kusvika makanda abva kwasara shinda chena.
-fena
Duramazwi
01 / 03kurwa
contender
VerengaSwipe for the next word