Duramazwi
gurunha
-kuhuna
Duramazwi
Kugurunha kugwanhura muriwo zvakanyanya.
Kugurunha kugwanhura muriwo zvakanyanya.
Kugurunha kutema-tema miti kugadzirira nzvimbo inoda kurimwa.
Kugurunha kutema-tema miti kugadzirira nzvimbo inoda kurimwa.
-kuhuna
Duramazwi
01 / 03gurunu
Kana simbi yati gurunu inenge yabva pane dzimwe simbi dzainenge yakabatana nadzo.
VerengaSwipe for the next word