KwaunobvaDuramazwiGgurunu

Duramazwi

gurunu

Zvinoreva

Kana simbi yati gurunu inenge yabva pane dzimwe simbi dzainenge yakabatana nadzo.

1

Kuti gurunu kupaza chinhu kusvikira chava zvimedu zvimedu.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gurunura

Kugurunura kusunungura chinhu, wochipaza kusvikira chava zvibandi zvibandi.

Verenga

Swipe for the next word