KwaunobvaDuramazwiDdunhura

Duramazwi

dunhura

Zvinoreva

Kana uchidunhura nzvimbo unenge uchitema tumiti tudiki kana mabukirwa mumunda kuti parimike kana kuvakika.

Kukwanisa kubuda nenzira yerurama.

1

2

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dununu

Dununu munhu akapusa zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word