Duramazwi
Zvinoreva
Dununu munhu akapusa zvikuru.
Dununu ivhiri regejo rakagadzirwa nedanda.
1
Dununu munhu akapusa zvikuru.
Kuti favava kungogara munhu asina chaari kuita, sezvinoita dununu.
Dununu ivhiri regejo rakagadzirwa nedanda.
Kana munhu achinzi ane udununu anenge ari munhu akavhiringika, anotadza kunyatsofunga pane zvaanofanirwa kuita.
2

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dunura
Kukoora.
VerengaSwipe for the next word