Duramazwi
dunzurira
-rumira
Duramazwi
Kudunzurira nhindi yenyama kuruma tudimbu tudiki tudiki pakudya, uchiitira kuti isakurumidze kupera, ukwanise kudya sadza rakawanda.

01 / 03dunzvi
Dunzvi imhuka hadzi.
VerengaSwipe for the next word