KwaunobvaDuramazwiDdupuka

Duramazwi

dupuka

Zvinoreva

Kudupuka kusava noukuru kana mumhu mukuru.

1

Kudupuka kusava noukuru kana mumhu mukuru.

Kambuyu izita rinoshandiswa kudaidza kapuka kakadupuka zvakanyanyisisa, uye kazhinji kanobhururuka.

Iri igwiza honho, rakadupuka pamumhu kudarika gadzi racho.

Chinhu chidoodoko chinenge chakadupuka zvikuru.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dupukisa

Kudupukisa munhu kumudzikisira chimiro pasi.

Verenga

Swipe for the next word