KwaunobvaDuramazwiDdukupa

Duramazwi

dukupa

Zvinoreva

Kuva diki kudarika zvimwe.

1

Kuva diki kudarika zvimwe.

Tsandanyama inyama inowanikwa mumuviri inotatamuka uye inogona kumbodukupa yozokura zvakare.

Chimbavira rudzi rwehohwa husina kunyanyokura kana kudukupa, hune ruvara rwakada kuita rweshora, uye hunodyiwa.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dukupisa

Kukonzera kuti chinhu chitaridzike chiri chiduku.

Verenga

Swipe for the next word