KwaunobvaDuramazwiFfurukutika

Duramazwi

furukutika

Zvinoreva

Kufurukutika kupfakanyika muviri zvishoma sezvingaita munhu akarara.

1

Kufurukutika kupfakanyika muviri zvishoma sezvingaita munhu akarara.

Kurwara kwacho kwanga kwanyanya, zvokuti kana paanga akarara akanga asisambofurukutika.

Kufurukutika kupfakanyika muviri zvishoma sezvingaita munhu akarara.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furungu

Furungu rudzi rwendimu rinokura roga musango.

Verenga

Swipe for the next word