Duramazwi
Zvinoreva
Kana chibage chichifuruka chinenge chichibvisika mashizha acho.
Kushata kwechakabikwa kunyanya.

Kana munhu achitaura zvinhu zvakafuruka anenge achitaura zvisina kufanira uye zvinogumbura.
Kupfupfuruka kukava-kava kunoita huku kana yoda kufa, yagurwa musoro.
Kana chibage chichifuruka chinenge chichibvisika mashizha acho.
Kushata kwechakabikwa kunyanya.
Kana munhu achitaura zvinhu zvakafuruka anenge achitaura zvisina kufanira uye zvinogumbura.
Kana chibage chichifuruka chinenge chichibvisika mashizha acho.
Kana chinhu chakafuruka chinenge chisina kunyatsoibva, nokuda kokuti moto unenge wadzima kana kuti uri mushoma.

Kana mumukanwa mafuruka munenge maipiswa nechimwe chinhu, zvokuti unenge usingachanyatsonzwa manakiro anoita zvokudya kana kuti zvokunwa.
Kana munhu achitaura zvinhu zvakafuruka anenge achitaura zvisina kufanira uye zvinogumbura.
Zvakafanana
-fuva
Zvakasiyana
-dhogodheka
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03furukuta
Kufurukuta kutadza kushandisa zvokudya zvakanaka, zvichizokurumidza kupera.
VerengaSwipe for the next word