Duramazwi
Zvinoreva
Kukweva.
Kana chikafu chapfuva chinenge chisina kunyatsoibva, nokuda kwekuti moto wanga uri mushoma, kana kuti hari kana poto inenge isina kunyatsokwidibirwa.
Kukweva.
Chipfuva chake chainge choita kubvira nehasha zvakazongomupa kuseka.
Akaisa ruoko rwake pachipfuva chavo achiteerera kuti zvimwe vachiri kufema kana kuti anzwe kana hana ichiri kurova zvishoma.
Chipo haazi wokuudza zvakavandika nokuti ane chipfuva.

Zvakafanana
-pfuruka
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfuvisa
Kana wapfuvisa chikafu, unenge wasiya chisina kunyatsoibva, nokusavhara poto kana kuti nokushandisa moto mushoma.
VerengaSwipe for the next word