Duramazwi
zvuzvuru-dza
Zvinoreva
Kundenderedza kukweva chinhu, chingava chinorema, kana kuti munhu anenge asingadi kuenda kwaunoda kuti aende.
1

Ndaneta nekundenderedza mwana wangu asingadi kuenda kuchikoro.
Kundenderedza kukweva chinhu, chingava chinorema, kana kuti munhu anenge asingadi kuenda kwaunoda kuti aende.
Zvakafanana
zvuzvuru-dza
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndenene
Ndenene imhando yemhunga.
VerengaSwipe for the next word