Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ndenene imhando yemhunga.
1
Ndenene imhando yemhunga.
Ndenene inharo dzinopedzwa nokurwa chete.
2
Ndenene inharo dzinopedzwa nokurwa chete.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndeneneka
Kana mwana achindeneneka anenge asingagari panzvimbo imwe, achingoita twakawanda panguva imwe chete.
VerengaSwipe for the next word