KwaunobvaDuramazwiNndengende

Duramazwi

ndengende

Zvinoreva

Kuti ndengende kuzunguzika zvine simba, sezvinoita ivhu kana pasi kana nyika isina kugadzikana.

1

Mahwindo edzimba akati ndengende pakatanga kudengenyeka kwenyika.

Kuti ndengende kuzunguzika zvine simba, sezvinoita ivhu kana pasi kana nyika isina kugadzikana.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndengendeka

Kundengendeka kuzunguzika kwepasi, chivakwa kana chinhu chikuru chinorema chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word