Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ndengu kurova munhu zvakasimba uchishandisa zvibhakera.
1
Kuti ndengu kurova munhu zvakasimba uchishandisa zvibhakera.
Kuti ndengu kurova munhu zvakasimba uchishandisa zvibhakera.
Gumbo retafura rakanga risina kugadzirwa zvakanaka, rakabva rati rendengu.
Kana chinhu chikati rendengu chinenge chakwatsuka kuratidza kuti changa chisina kubatira zvakasimba.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndengu ndengu
Kuti ndengu ndengu kuhuta kunoita munhu abatwa nechando kana kuti avhundutswa.
VerengaSwipe for the next word