Duramazwi
Zvinoreva
Kundengendeka kuzunguzika kwepasi, chivakwa kana chinhu chikuru chinorema chaizvo.
Kudengenyeka kwechinhu nenzira yehusvinu (to shake).

Kundengendeka kwenyika kuzunguzika kwakasimba chaizvo kunoita pasi dzimwe nzvimbo dzichitokoromoka.

Zvakafanana
-ndengenda
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndengeya
Ndengeya munhu anotaridza kushaya hanya kana simba pazvinhu zvose zvaanoita.
VerengaSwipe for the next word