KwaunobvaDuramazwiDdengenyeka

Duramazwi

dengenyeka

-ndengendeka
1

Mahwindo edzimba akati ndengende pakatanga kudengenyeka kwenyika.

Kudengenyeka kwechinhu nenzira yehusvinu (to shake).

Zvine chekuita

-ndengendeka

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dengezera

Kudengezera chinhu kuchitakura nemusoro, wofamba usina kuchibata. Tsika yako yekudengezera zvirongo ndiyo inoita kuti zvizopwanyika.

Verenga

Swipe for the next word