Duramazwi
denha
provoke
-svosva-nyokosva-nyatura
Duramazwi
provoke
Kudenha kuitira mumwe zvinomushatirisa asina zvaakukanganisira.
Kudenha kuitira mumwe zvinomushatirisa asina zvaakukanganisira.
Kunyangwe neni ndinoziva kuti ndadenha zvakawanda izvozvi ishe ndichengetei.
Tadiwa ainge ongochema zvino oona kuti mutunhu waainge oda kudenha waive nemago nekuti BaTakue vainge vasina kudaira.
Vakatirova asi tanga tisina kumbovadenha.
-svosva · -nyokosva · -nyatura
Duramazwi
01 / 03Denhe
winnowing basket
VerengaSwipe for the next word