KwaunobvaDuramazwiDdenhedza

Duramazwi

denhedza

Zvinoreva

Kana uchidenhedza chinhu chakaita semuchina, unenge uchiita kuti chichitanga kutinhira kana kushanda.

1

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

denheka

Kudenheka kusagara zvakanaka kwechinhu chinenge chakanganiswa magariro acho, zvinogona kuchipunzira pasi.

Verenga

Swipe for the next word