KwaunobvaDuramazwiDdenhere

Zvinoreva

Denhere inzvimbo ine miti neuswa zvakabatana chaizvo, zvokuti zvinonetsa kupinda mairi.

1

Denhere inzvimbo ine miti neuswa zvakabatana chaizvo, zvokuti zvinonetsa kupinda mairi.

Denhere inzvimbo ine miti neuswa zvakabatana chaizvo, zvokuti zvinonetsa kupinda mairi.

Kuti wovo kutiza panzvimbo nenzira inoenda nomukati medenhere. Chikomba chakati wovo neseri kwemba, kutiza muridzi wo-mukadzi.

Zvakafanana

bvokocho · chesa · dzotsa · mhundwa

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

denhu

Kudzika pasi kana kudzikira.

Verenga

Swipe for the next word