KwaunobvaDuramazwiDdzotsa

Duramazwi · zita

dzotsa

Zvinoreva

Kukonzera ruzivo rwekunze.

Mhundwa.

1

Kukonzera ruzivo rwekunze.

Chidzotsa chisango chemiti mipfupi yakamera yakabatana chaizvo zvokuti zvinonetsa kufamba pakati payo kana pasi payo.

2

Mhundwa.

Chidzotsa chisango chemiti mipfupi yakamera yakabatana chaizvo zvokuti zvinonetsa kufamba pakati payo kana pasi payo.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzotso

Dzotso muti wakaita muduku, unenge watemwa ukaoma, uine mashizha anenge achikuhumuka.

Verenga

Swipe for the next word