KwaunobvaDuramazwiDdzu

Duramazwi

dzu

Zvinoreva

Kuti dzu kuzara kunenge kwakaita zvinhu zvinenge zvakaiswa mumudziyo.

1

Kuti dzu kuzara kunenge kwakaita zvinhu zvinenge zvakaiswa mumudziyo.

Ndiro yakanga yakati dzu nemanhanga akatsvukira.

2

Kuti dzu kubvuta nokukukurumidza.

Gondo rakadzika ndokuti nhiyo dzu, kwava kabva rakwirazve mudenga, ndokubhururuka ndokuenda.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzu dzu dzu

Kuti dzu dzu dzu kuruma kunoita tumbuyu tudiki twakaita seutunga.

Verenga

Swipe for the next word