Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiti mumwe munhu akamudzose-ra shure anenge achireva kuti akamukanganisa budiriro yake.
1
Kana munhu achiti mumwe munhu akamudzose-ra shure anenge achireva kuti akamukanganisa budiriro yake.
Dai pasina mbavha dzakandibira dzikandidzosera shure, nhasi uno ndingadai ndiri pane chimwe chidanho.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzoto
Dzoto ijira rakabvaruka-bvaruka rinenge risisina basa.
VerengaSwipe for the next word