KwaunobvaDuramazwiDdzosera

Duramazwi

dzosera

reimburse · refund

Zvinoreva

Kudzora.

1

Kudzora.

Vakabwaidzika mai Noku vachiedza kudzosera misodzi mukati vachishaya zvekuita.

Aitozovata pasi ipapo kusvika kwayedza nekuti ndaisazokwanisa kumudzosera pamubhedha ndega.

Tadiwa akada kudzosera ndokubva Maitakue vaipirwa manje.

2

Kudzose-ra kurovawo munhu anenge atanga kukurova.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzosera shure

Kana munhu achiti mumwe munhu akamudzose-ra shure anenge achireva kuti akamukanganisa budiriro yake.

Verenga

Swipe for the next word