Duramazwi
-pamhidza-hwiridzira-dzokesa-dzora
Zvinoreva
Kuhwiridza kudzokorora zvawamboita nokuti zvawamboita pokutanga zvinenge zvisina kukwana. Unofanira kuhwiridza kubika sadza kuli tose tikwane nevaenzi vasvika.
1

Kuhwiridza kudzorera chinhu chawambotora. Hwiridza mapadza avaridzi zvinhu zvichakanaka.
2

Zvakafanana
-pamhidza · -hwiridzira · -dzokesa · -dzora
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwirira
Kuhwirira kudzokera kunzvimbo kwawambenge uri. Tiri kuhwirira kwedu kwaNyahoni mangwana.
VerengaSwipe for the next word