Duramazwi
-dzoka-petuka-petukira
Zvinoreva
Kuhwirira kudzokera kunzvimbo kwawambenge uri. Tiri kuhwirira kwedu kwaNyahoni mangwana.
1
Kuhwirira kudzokera kunzvimbo kwawambenge uri. Tiri kuhwirira kwedu kwaNyahoni mangwana.
Kuhwirira kudzokera kunzvimbo kwawambenge uri. Tiri kuhwirira kwedu kwaNyahoni mangwana.
Dapanyuchi igwenzi rinomera richikwira nemiti, rine mashiza anonamira uye rinonhuhwirira.
Hwenya kabundo kanenge hanyanisi, kanodyiwa navanhu nenguruve, uye kane maruva anonhuhwirira.
2
Kuhwirira munda kudzokorora kuusakura.
Zvakafanana
-dzoka · -petuka · -petukira
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwiriri
Kuti hwiriri kurira sekwechivhiriri.
VerengaSwipe for the next word