KwaunobvaDuramazwiHhwiribidi

Duramazwi · zita

hwiribidi

bikitadzimbasambanigwerugwerekwetejara

Zvinoreva

Hwiribidi imhuka yesango yakaenzana nembudzi, inofamba usiku, uye inogara mumwena ichidya masvosve namajuru.

1

Zvakafanana

bikita · dzimba · sambani · gweru · gwerekwete · jara · dikiti

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwiridza

Kuhwiridza kudzokorora zvawamboita nokuti zvawamboita pokutanga zvinenge zvisina kukwana. Unofanira kuhwiridza kubika sadza kuli tose tikwane nevaenzi vasvika.

Verenga

Swipe for the next word