KwaunobvaDuramazwiHhwiranondo

Duramazwi · zita

hwiranondo

nondo shava

Zvinoreva

Hwiranondo imhuka yomusango ine nyanga dzakakombamira mukati, inofamba iri muboka nedzimwe ichidya uswa, mashizha nemimwe michero.

1

Zvakafanana

nondo shava

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwiribidi

Hwiribidi imhuka yesango yakaenzana nembudzi, inofamba usiku, uye inogara mumwena ichidya masvosve namajuru.

Verenga

Swipe for the next word