KwaunobvaDuramazwiHhwipura

Duramazwi

hwipura

Zvinoreva

Kuhwipura kudzura kana kudhonzera chinhu chinenge chanyura kunze zvine simba.

1

Kuhwipura kudzura kana kudhonzera chinhu chinenge chanyura kunze zvine simba.

Kuhwipura kudzura kana kudhonzera chinhu chinenge chanyura kunze zvine simba.

Kukapa kunwa kunoita imbwa ichihwipura mvura kana mukaka norurimi.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwira

Hwira chikafu, mari kana zvimwewo zvaunopiwa asi zvisingakwanirani newe.

Verenga

Swipe for the next word