Duramazwi
Zvinoreva
Kuvaima zvakanyanya mushure mekutsvurudzirwa (to shine/glitter).
Kana nguruve ichihwinya inenge ichiita ruzha rwaka-nyanya, runonyangadza.

Man'an'a mahwinya anowanikwa pamusoro pechinhu chakaita sebwe rekukweshesa.
Kana nguruve ichihwinya inenge ichiita ruzha rwaka-nyanya, runonyangadza.
Uyu muti une hunde yakacheneruka nemashizha anohwinya pamusoro uye anonhuwa kana akakachwa.

Kuhwinya kugomera kunoitwa nemunhu anorwadziwa kana kurwara zvikuru.

Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwipu
Hwipu chiitiko chekupotsa kubanha sezvakaita bhora.
VerengaSwipe for the next word