KwaunobvaDuramazwiHhwira

Duramazwi · zita

hwira

Zvinoreva

Hwira chikafu, mari kana zvimwewo zvaunopiwa asi zvisingakwanirani newe.

Kuhwira kudya zvinhu zvakaita upfu upfu zvinenge mbwirembwire kana shuga.

1

Hwira chikafu, mari kana zvimwewo zvaunopiwa asi zvisingakwanirani newe.

*Tapiwa shuga hwira tikanwa putugadzike isinganaki.*

Hwira chikafu, mari kana zvimwewo zvaunopiwa asi zvisingakwanirani newe.

Zvaive zvakawanda zvandaive ndisiri kukwanisa kubatanidza pana sahwira wangu uyu.

2

Kuhwira kudya zvinhu zvakaita upfu upfu zvinenge mbwirembwire kana shuga.

Hwira chikafu, mari kana zvimwewo zvaunopiwa asi zvisingakwanirani newe.

Zvisinei hazvo ndakati ndaizongoitawo plan nekuti after all aive sahwira wangu.

Tadiwa aingotiwo sezvo vari masahwira vanokodzera kuudzana dzose ne dzepasi pemvura.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwiradanga

Hwiradanga muripo unopiwa tezvara pakuenda kundomuratidza danga ren'ombe dzaanenge ari kuroorerwa nadzo.

Verenga

Swipe for the next word