Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ngaima rudzi rwemhunga ine shanga dzakacheneruka.
Kupenya nenzira yeruzivo pameso.
Ngaima chirwere chinobata zvidhakwa zvinongonwa zvisingadyi sadza, zvozopedzisira zvasvuuka miromo nokukwatuka muviri.

Kunyubwaira kungaima-ngaima kwechimwe chinhu sezvingaita misodzi iri kuda kubuda mumaziso.

Kana chinhu chichiti nyenyenye chinenge chichingaima.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngaingai
Kana misodzi ichiti ngaingai inenge ichipenya mumaziso, kazhinji isati yadonhera pasi.
VerengaSwipe for the next word