Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ngamba ngamba kuwandisa kunoita mvura mumuriwo.
Kuti ngamba ngamba kuvekaira kunoita mhou ine zamu guru rakazara mukaka.

Kuti ngamba ngamba kuwandisa kwemvura inenge ichipinda muimba inodonha.
Kuti ngamba ngamba kufamba kunoita mhuka musoro wayo uchiti ukaenda iri divi woendazve kune rimwe.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngambaira
Kungambaira kufamba kuya kwekuchimbidza, kwemunhu anoziva zvaari, uye anoda kuti zvaanoda kuita zvifambe.
VerengaSwipe for the next word