KwaunobvaDuramazwiNngaingai

Duramazwi

ngaingai

Zvinoreva

Kana misodzi ichiti ngaingai inenge ichipenya mumaziso, kazhinji isati yadonhera pasi.

1

Kana muto uchiti ngaingai unenge uchipenya nokuda kokuti mafuta aiswa mauri awandisa.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngamba

Ngamba chipfeko chinodhura, kana chisingawanikwi pose pose.

Verenga

Swipe for the next word