KwaunobvaDuramazwiNngamba

Duramazwi · zita

ngamba

Zvinoreva

Ngamba chipfeko chinodhura, kana chisingawanikwi pose pose.

1

Ngamba chipfeko chinodhura, kana chisingawanikwi pose pose.

Ngamba munhu akakosha anokokwa kumusangano kana kune chimwewo chiitiko.

Kuti ngamba ngamba kuwandisa kwemvura inenge ichipinda muimba inodonha.

Kuti ngamba ngamba kufamba kunoita mhuka musoro wayo uchiti ukaenda iri divi woendazve kune rimwe.

2

Ngamba munhu akakosha anokokwa kumusangano kana kune chimwewo chiitiko.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngamba ngamba

Kuti ngamba ngamba kuwandisa kunoita mvura mumuriwo.

Verenga

Swipe for the next word