Duramazwi · zita
ngamera
camel
Duramazwi · zita
camel
Ngamera imhuka huru, inowanikwa mugwenga, ine mutsipa murefu uye nhundwa imwe kana mbiri pamusana. Vanhu vanogara mugwenga vanoshandisa ngamera kusenga mikwende inorema.
Ngamera imhuka huru, inowanikwa mugwenga, ine mutsipa murefu uye nhundwa imwe kana mbiri pamusana. Vanhu vanogara mugwenga vanoshandisa ngamera kusenga mikwende inorema.
Duramazwi
01 / 03ngamura
Ngamura munhu mukurumukuru, akabudirira, anoyemurwa noruzhinji nezvaari uye nezvaanazvo. Ngamura munhu muhombe kupfuura njonda.
VerengaSwipe for the next word