Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uvheyevheye kuzunungutswa nemhepo kwehembe dzakayanikwa, kana michero iri mumuti.
1

Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03uvhirindindi
Kana chinhu chakaita uvhirindindi chinenge chakabvanyanguka chisina kushongedzeka zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word