KwaunobvaDuramazwiPpenya

Duramazwi

penya

shine · brilliant

-kanikira-bwinya-n'aima-bwibwinya-panga

Zvinoreva

Kana chinhu chichipenya chinenge chiine ruvara rwakajeka chichiita kuti miranzi yechiedza ibva yadzokera kumaziso ewa-kachitarisa.

Kutsvaga.

1

Kana chinhu chichipenya chinenge chiine ruvara rwakajeka chichiita kuti miranzi yechiedza ibva yadzokera kumaziso ewa-kachitarisa.

Apa kaive kasisaite kunge kari kufamba kaive kakungopenya chete.

Icho chiri kupenya panecklace icho it's called a devil's eye.

2

Kupenya kuvako kwechiedza kwenguva diki, pachibva paita rima zvakare.

Kunze zvakwakapenya ndakabva ndaziva kuti chaizotevera waiva mutinhiro mukuru.

3

Kusvinura.

4

Kutsvaga.

Semangu maitove nechitafura chaive chakashongedzwa nemucheka mutsvuku unopenya pamusoro pachibva paiswa macandles matsvuku.

Ummm kaipenya kaneckless kacho.

Ipapo ndipo pandakazonoticer kuti vaive nemaring aive nekabutton kaipenya kunge kanochinja macolours sekaive paneckless yangu vese.

Zvakafanana

-kanikira · -bwinya · -n'aima · -bwibwinya · -panga

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

penyu

Iri idzitsi rechipauro chinotsanangura kuti chinhu chir

Verenga

Swipe for the next word