Duramazwi
bwinga
-bwingura
Duramazwi
Kubwinga kutaridza chiedza chinobwinya chaizvo kwechinguva chipfupi.

Kubwibwinga kudya kana kumwa nokukasira uchiita ruzha.
-bwingura
Duramazwi
01 / 03bwingu
Kuti bwingu kutaridza chiedza nokukasira, wobva wachidzima pakarepo.
VerengaSwipe for the next word