Kwaunobva/Duramazwi/B/bwinda
Duramazwi
Kana uchibwinda unenge uchidya uchikasirisa.
bwindi
Kuti bwindi kupunzika uchinorovera nokumeso.
bwinga
Kubwinga kutaridza chiedza chinobwinya chaizvo kwechinguva chipfupi.
bwingu
Kuti bwingu kutaridza chiedza nokukasira, wobva wachidzima pakarepo.
Swipe for the next word