KwaunobvaDuramazwiKkabira

Duramazwi

kabira

Zvinoreva

Kudya zvakawanda nokukasikira.

1

Kudya zvakawanda nokukasikira.

Kukabira kudya uchiwanzisa zvinhu mumuro-mo, uye uchiita katsengero kasingafadzi kune vanoona.

Kukabira chokudya kuchikanda chakadaro chose mumu-kanwa.

Kukabira kudya chero chese chawangopiwa.

2

Kukabira chokudya kuchikanda chakadaro chose mumu-kanwa.

3

Kukabira kudya chero chese chawangopiwa.

4

Kukabira kudya uchiwanzisa zvinhu mumuro-mo, uye uchiita katsengero kasingafadzi kune vanoona.

5

Kukabira kubvuta chinhu chinodyiwa.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kabisira

Kabisira idoro rinobikirwa vanhu vashoma kuti vanwe vachifara, risingatengeswi.

Verenga

Swipe for the next word