KwaunobvaDuramazwiKkabisira

Duramazwi · zita

kabisira

Zvinoreva

Kabisira idoro rinobikirwa vanhu vashoma kuti vanwe vachifara, risingatengeswi.

1

Kabisira kuita zvinhu, kazhinji zvisina kururama, musingadi kuti voruzhinji vazvione kana kuzviziva.

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kaboko

Kaboko rudzi rwenzungu inoita mafuta akawanda.

Verenga

Swipe for the next word