KwaunobvaDuramazwiKkabichi

Duramazwi · zita

kabichi

cabbage

Zvinoreva

Imwe mhando yekabhiji.

1

Imwe mhando yekabhiji.

Apo ndainge ndava nenzara, ndakazhwaura zishizha rose rekabichi ndikanwira mvura.

Kubumba kuungana kunenge kuchiita mashizha emuriwo wekabichi kana uchikura.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kabira

Kudya zvakawanda nokukasikira.

Verenga

Swipe for the next word