Kwaunobva/Duramazwi/K/kaboko
Duramazwi · zita
Kaboko rudzi rwenzungu inoita mafuta akawanda.
Duramazwi
kabu
Kuti kabu kuruma chimwe chinhu nekukurumidza.
kabu kabu
Kuti kabu kabu kutunga nenyanga.
kabuka
Kukabuka kuzara kwechimwe chinhu.
Swipe for the next word