KwaunobvaDuramazwiMmocha

Duramazwi

mocha

-katsa-ginya

Zvinoreva

Kumocha kudya kunoratidza makaro.

1

Kumocha kudya kunoratidza makaro.

Kumocha munhu kudya mari yake uchimuvimbisa kuti pane zvauchazomuitira iwe uchiziva zvako kuti hauzoziiti.

Zvakafanana

-katsa · -ginya

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word