KwaunobvaDuramazwiMmo

Duramazwi

mo

mo

Zvinoreva

Iri idzitsi rechirevamwene chomupanda 18.

Ichi chivakamberi chinomirira chisazita chemupanda 18.

Chidimbi chinoreva iye.

1

Mugari wamo mudhorobha anongoonekwa nemafambiro ake.

Mazembera mashoko ekuzvirumbidza kana kutyisidzira, anotaurwa muchisika nyi MO.

Aka kabundo kanoita mashizha makuru pasi achindoita madiki kana zvava kusvika kumuro-mo.

2

Ichi chivakamberi chinomirira chisazita chemupanda 18.

Pindamo uone.

Aka kabundo kanoita mashizha makuru pasi achindoita madiki kana zvava kusvika kumuro-mo.

Kukabira kudya uchiwanzisa zvinhu mumuro-mo, uye uchiita katsengero kasingafadzi kune vanoona.

3

Chidimbi chinoreva iye.

Aka kabundo kanoita mashizha makuru pasi achindoita madiki kana zvava kusvika kumuro-mo.

Kukabira kudya uchiwanzisa zvinhu mumuro-mo, uye uchiita katsengero kasingafadzi kune vanoona.

Kana shiri ichirurira inenge ichiisa zvokudya mumuromo menyana rayo, zvichibva mumuro-mo mayo.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mo-o

Kuti mo-o kuita ruzha kwenyuchi dzakawanda.

Verenga

Swipe for the next word